Ruka 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa akapindura akati, “Ndini Gabhurieri. Ndinomira pamberi paMwari, uye ndatumwa kuti ndizotaura newe uye kuti ndizokuudza nhau dzakanaka idzi.

Ruka 1

Ruka 1:15-27