Numeri 36:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati, “Jehovha paakarayira ishe wangu kuti ape nyika kuvaIsraeri nomujenya ive nhaka yavo, akakurayirai kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake.

Numeri 36

Numeri 36:1-3