Numeri 36:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru vemhuri yeimba yaGireadhi mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, vaibva kudzimba dzezvizvarwa zvaJosefa, vakauya vakataura pamberi paMozisi navatungamiri, ivo vakuru vemhuri dzavaIsraeri.

Numeri 36

Numeri 36:1-6