Numeri 29:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Pazuva rechinomwe, mugadzire hando nomwe, makondohwe maviri uye makwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.

Numeri 29

Numeri 29:23-40