Numeri 29:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye nechipiriso chokunwa.

Numeri 29

Numeri 29:27-40