Numeri 26:39-41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

39. Shufami, kwakabva mhuri yaShufami; Hufami, kwakabva mhuri yaHufami.

40. Zvizvarwa zvaBhera kubudikidza naAradhi naNaamani zvaiva: Aradhi, kwakabva mhuri yavaAradhi; Naamani, kwakabva mhuri yavaNaamani.

41. Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaBhenjamini; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana nezvishanu, namazana matanhatu.

Numeri 26