Numeri 25:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti ivo vakakuonai savavengi pavakakunyengerai panyaya yePeori uye nehanzvadzi yavo Kozibhi, mwanasikana womutungamiri wavaMidhiani, iye mukadzi akaurayiwa pakauya denda nokuda kwePeori.”

Numeri 25

Numeri 25:15-18