Numeri 26:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvaBhera kubudikidza naAradhi naNaamani zvaiva: Aradhi, kwakabva mhuri yavaAradhi; Naamani, kwakabva mhuri yavaNaamani.

Numeri 26

Numeri 26:32-47