Nehemia 9:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange pavakanga vachibata ushe hwavo, vachifarira kunaka kwenyu kukuru kwavari munyika yamakavapa, munyika yakakura uye ine ivhu rakanaka, havana kukushumirai kana kusiya nzira dzavo dzakaipa.

Nehemia 9

Nehemia 9:27-38