Nehemia 9:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Madzimambo edu, vatungamiri vedu, vaprista vedu namadzibaba edu havana kutevera murayiro wenyu; havana kuita hanya nokurayira kwenyu kana yambiro dzamakavapa.

Nehemia 9

Nehemia 9:29-38