Nehemia 9:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi tarirai, tava nhapwa nhasi, nhapwa munyika yamakapa madzitateguru edu kuti vadye zvibereko zvayo uye nezvimwe zvakanaka zvainobereka.

Nehemia 9

Nehemia 9:33-38