Nehemia 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bharuki mwanakomana waZabhai akamutevera, akagadzira chimwe chikamu nomwoyo wose kubva pakona zvichienda pamusuo weimba yaEriashibhi muprista mukuru.

Nehemia 3

Nehemia 3:17-25