Nehemia 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aimutevera, ndiMeromoti mwanakomana waUria, mwanakomana waHakozi, akagadzira chimwe chikamu, kubva pamusuo weimba yaErishibhi kusvikira painoguma.

Nehemia 3

Nehemia 3:14-27