Nehemia 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aimutevera ndiEzeri mwanakomana waJeshua, mutongi weMizipa, akagadzira chimwe chikamu kubva pamukwidza wakatarisana neimba yezvombo zvehondo kusvikira pakona.

Nehemia 3

Nehemia 3:18-29