Nehemia 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Eriashibhi muprista mukuru navamwe vaprista vakaenda kundoshanda uye akavakazve Suo raMakwai. Vakarikumikidza akaisa makonhi panzvimbo yawo, vakarivaka kunosvika paShongwe yeZana, iyo yavakakumikidza, kusvikira paShongwe yaHananeri.

Nehemia 3

Nehemia 3:1-6