Nehemia 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakavapindura ndikati, “Mwari wokudenga achaita kuti tibudirire. Isu varanda vake tichatanga kuvaka asi kana murimi, hamuna mugove kana simba kana chirangaridzo paJerusarema.”

Nehemia 2

Nehemia 2:15-20