Nehemia 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo, navahosi vakagara parutivi rwake, akandibvunza akati, “Rwendo rwako runotora mazuva mangani, uye uchadzoka rinhi?” Naizvozvo zvakafadza mambo kuti anditume; saka ndakatara nguva.

Nehemia 2

Nehemia 2:1-16