Nehemia 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatizve kwaari, “Kana mambo achifadzwa nazvo, ndingapiwawo tsamba here dzinoenda kuvabati vari mhiri kwaYufuratesi, kuitira kuti vagondipa mvumo yokupfuura kusvikira ndasvika muJudha?

Nehemia 2

Nehemia 2:5-11