Nehemia 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndikapindura mambo ndichiti, “Kana zvichifadza mambo uye kana muranda wenyu awana nyasha pamberi pake, mambo ngaanditumire kuguta riri kuJudha kwakavigwa madzibaba angu kuitira kuti ndinorivakazve.”

Nehemia 2

Nehemia 2:1-14