Nehemia 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati kwandiri, “Avo vakapunyuka pakutapwa uye vakadzokera kudunhu vari mudambudziko guru napakunyadziswa. Rusvingo rweJerusarema rwakakoromorwa, uye masuo arwo akapiswa nomoto.”

Nehemia 1

Nehemia 1:1-9