Nehemia 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakanzwa zvinhu izvi, ndakagara pasi ndikachema. Ndakaita mazuva ndichichema nokunyengetera uye ndichitsanya pamberi paMwari wokudenga.

Nehemia 1

Nehemia 1:1-7