Nehemia 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hanani, mumwe wehama dzangu, akauya achibva kuJudha navamwe varume, ndikavabvunza pamusoro pavaJudha vakasara avo vakapunyuka pakutapwa, uyewo napamusoro paJerusarema.

Nehemia 1

Nehemia 1:1-8