Nahumi 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iwe mambo weAsiria, vafudzi vako vanotsumwaira; machinda ako anorara pasi kuti azorore. Vanhu vako vakapararira pamusoro pamakomo pasina angavaunganidza.

Nahumi 3

Nahumi 3:13-19