Nahumi 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varindi venyu vakaita sehwiza, machinda enyu segundamusaira rehwiza dzinomhara pamadziro musi wakunotonhora, asi kana zuva rabuda dzinobhururuka dzichienda, uye hapana anoziva kuti kupi.

Nahumi 3

Nahumi 3:15-18