Nahumi 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana chingarapa ronda rako; kukuvara kwako kwakaipisisa. Mumwe nomumwe anonzwa nezveguhu rako anoombera maoko ake pakuwa kwako, nokuti ndianiko asina kunzwa utsinye hwako husina magumo?

Nahumi 3

Nahumi 3:15-19