Muparidzi 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handina kuzvirambidza zvinhu zvaidiwa nameso angu, handina kurambidza mwoyo wangu mufaro. Mwoyo wangu wakafadzwa nebasa rangu rose, uye uyu ndiwo wakava mubayiro wokushanda kwangu kwose.

Muparidzi 2

Muparidzi 2:5-17