Muparidzi 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakava mukuru kwazvo kupfuura ani zvake akanditangira paJerusarema. Mune izvi zvose uchenjeri hwangu hwakaramba huneni.

Muparidzi 2

Muparidzi 2:1-16