Muparidzi 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pandakaongorora mabasa ose akanga aitwa namaoko angu uye zvandakatambudzikira kuti ndiwane, zvose zvakanga zvisina maturo, kwaingova kudzingana nemhepo; hapana chaibatsira pasi pezuva.

Muparidzi 2

Muparidzi 2:7-14