Mika 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vano umwari vabviswa panyika; hapana mumwe akarurama asara. Vanhu vose vanovandira kuti vateure ropa; mumwe nomumwe anovhima hama yake nomumbure.

Mika 7

Mika 7:1-8