Mika 7:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maoko ose ari maviri ane unyanzvi pakuita zvakaipa; mubati anomanikidzira vanhu kuti vamupe zvipo, mutongi anotambira fufuro, vane simba vanomanikidzira zvido zvavo; vose vanozvironga pamwe chete.

Mika 7

Mika 7:1-11