Mika 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inhamoi yandinayo! Ndafanana nouya anounganidza michero yezhizha inosara mumunda wemizambiringa pakukohwa; hapana sumbu ramazambiringa rokudya, kana maonde okutanga andinopanga.

Mika 7

Mika 7:1-11