Mika 7:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiani Mwari akaita semi, anoregerera chivi uye anokanganwira kudarika kwavakasara venhaka yake? Hamugari makatsamwa nokusingaperi, asi munofarira kunzwira ngoni.

Mika 7

Mika 7:17-20