Mika 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchava nenyasha kwatiri zvakare; muchatsikira zvivi zvedu pasi petsoka uye muchakanda kuipa kwedu kwose pakadzikadzika mugungwa.

Mika 7

Mika 7:10-20