Mika 7:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachananzva guruva senyoka, sezvipuka zvinokambaira pasi. Vachabuda vachidedera kubva munzvimbo dzavo dzokuvanda; vachadzoka vachitya kuna Jehovha Mwari wedu, uye vachakutyai.

Mika 7

Mika 7:12-20