Mika 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaoni vachanyadziswa uye vauki vachanyadziswa. Vachafukidza zviso zvavo nokuti hakuna mhinduro inobva kuna Jehovha.”

Mika 3

Mika 3:3-12