Mika 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana ndirini, ndizere nesimba, noMweya waJehovha, uye nokururamisira nesimba, kuti ndizivise Jakobho kudarika kwake.

Mika 3

Mika 3:1-12