Mika 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo usiku huchauya pamusoro pako, pasina zviratidzo, nerima, pasina kuuka. Zuva richavirira vaprofita, uye masikati achavasvibira.

Mika 3

Mika 3:1-11