Mika 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vanogara muMaroti mukurwadziwa kukuru vakamirira kudzikinurwa, nokuti njodzi yasvika ichibva kuna Jehovha. kunyange pasuo reJerusarema.

Mika 1

Mika 1:3-16