Mika 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pfuurai muende musina kupfeka mukunyara, imi munogara muShafiri. Avo vanogara muZaanani havangabudi kunze. Bheti Ezeri riri mukuchema; kudzivirirwa kwaro kwabviswa kubva kwariri.

Mika 1

Mika 1:1-14