Mika 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi vanogara muRakishi, sungai mabhiza enyu pangoro. Ndimi makava mavambo echivi kuMwanasikana weZioni, Nokuti kudarika kwaIsraeri kwakawanikwa mamuri.

Mika 1

Mika 1:5-16