Mateo 8:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaya vakanga vachifudza nguruve vakamhanya vakandopinda muguta vakandotaura zvose izvi, kusanganisira nezvakanga zvaitika kuvarume vaya vakanga vane madhimoni.

Mateo 8

Mateo 8:31-34