Mateo 8:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwaari, “Endai!” Ipapo akabuda akandopinda munguruve, uye boka rose rakamhanya richidzika kumawere amahombekombe rikasvikowira mugungwa dzichibva dzafira mumvura.

Mateo 8

Mateo 8:29-34