Mateo 8:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo guta rose rakabuda rikandosangana naJesu. Uye vakati vamuona, vakamukumbirisa kuti abve munyika yavo.

Mateo 8

Mateo 8:29-34