Mateo 6:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo ndinokutaurirai kuti, musafunganya nezvoupenyu hwenyu, kuti muchadyei kana kuti muchanwei, kana nezvemiviri kuti muchapfekei. Ko, upenyu hausi hwakakosha here kudarika zvokudya, nomuviri kudarika nguo?

Mateo 6

Mateo 6:23-30