Mateo 6:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai shiri dzinobhururuka, hadzidyari kana kukohwa kana kuisa zvokudya mumatura, asi Baba venyu vari kudenga vanodzipa zvokudya. Imi hamuna kukosha kudzipfuura nokure kwazvo here?

Mateo 6

Mateo 6:18-32