Mateo 6:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Hapana angakwanise kushandira vatenzi vaviri. Achavenga mumwe uye agoda mumwe, kana kuti achazvipira kushandira mumwe uye agozvidza mumwe. Haungashandire zvose Mwari neMari.

Mateo 6

Mateo 6:23-31