Mateo 26:58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Petro akamutevera ari chinhambwe kusvikira paruvazhe rwomuprista mukuru. Akapinda akagara pasi pamwe chete navarindi kuti aone maperero azvo.

Mateo 26

Mateo 26:50-61