Mateo 26:57 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaya vakanga vasunga Jesu vakaenda naye kuna Kayafasi, muprista mukuru, uko kwakanga kwakaungana vadzidzisi vomurayiro navamwe vakuru.

Mateo 26

Mateo 26:48-58