Mateo 25:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tenzi wake akapindura akati, ‘Waita zvakanaka iwe muranda akanaka, akatendeka! Wanga wakatendeka pazvinhu zvishoma; ndichakuita mutariri wezvinhu zvizhinji. Pinda mumufaro watenzi wako!’

Mateo 25

Mateo 25:14-26