Mateo 25:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume akanga apiwa matarenda mashanu akauya namamwe mashanu, akati, ‘Tenzi, makandipa matarenda mashanu, tarirai ndakawana mamwe mashanu.’

Mateo 25

Mateo 25:17-25